Genesi 46:20 - Shona Bible 1949 revised 200220 Josefa akaberekerwa Manase naEfuremu panyika yeIjipiti, ndivo vaakaberekerwa naAsenati, mukunda waPotifari, mupristi weOni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Josefa akaɓerekerwa Manase naEfraimi panyika yeEgipita, ndiʋo ʋaakaɓerekerwa naAsenati, mukunda waPotifera, muprista weOni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Josefi ava munyika yeIjipiti akabereka Manase naEfuremu. Amai vavo ndiAsinati mwana waPotifera mupristi aigara muguta reOni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Josefi ava munyika yeIjipiti akabereka Manase naEfuremu. Amai vavo ndiAsinati mwana waPotifera mupristi aigara muguta reOni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 MuIjipiti, Manase naEfuremu vakaberekerwa Josefa naAsenati mwanasikana waPotifera, muprista waOni. Viz kapitola |