Genesi 46:17 - Shona Bible 1949 revised 200217 Navanakomana vaAsheri: Imuna, naIshivha, naIshivhi, naBheria, naSera, hanzvadzi yavo; navanakomana vaBhiriha vaiva Hebheri, naMakieri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Naʋanakomana ʋaAsheri: Imna, naIshva, naIshvi, naBeria, naSera, hanɀadzi yaʋo; naʋanakomana ʋaBeria ʋaiʋa Heberi, naMarkieri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Vanakomana vaAsheru ndiImuna naIshivha naIshivhi naBheria nehanzvadzi yavo Sera. Vanakomana vaBheria ndiHebheru naMarikieri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Vanakomana vaAsheru ndiImuna naIshivha naIshivhi naBheria nehanzvadzi yavo Sera. Vanakomana vaBheria ndiHebheru naMarikieri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Vanakomana vaAsheri vaiva: Imina, Ishivha, Ishivhi naBheria. Hanzvadzi yavo yakanga iri Sera. Vanakomana vaBheria vaiva: Hebheri naMarikieri. Viz kapitola |