Genesi 46:12 - Shona Bible 1949 revised 200212 Navanakomana vaJudha: Eri, naOnani, naShera, naPerezi, naZera; asi Zera naOnani vakafira panyika yeKenani. Vanakomana vaPerezi vaiva Hezironi, naHamori. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Naʋanakomana ʋaJuda: Eri, naOnani, naShera, naPerezi, naZera; asi Zera naOnani ʋakafira panyika yeKanani. Ʋanakomana ʋaPerezi ʋaiʋa Hezroni, naHamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vanakomana vaJudha ndiEru naOnani naShera naFerezi naZera. Asi Eru naOnani vakafira kunyika yeKanani. Vanakomana vaFerezi ndiHezironi naHamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Vanakomana vaJudha ndiEru naOnani naShera naFerezi naZera. Asi Eru naOnani vakafira kunyika yeKanani. Vanakomana vaFerezi ndiHezironi naHamuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vanakomana vaJudha vaiva: Eri, Onani, Shera, Perezi naZera (asi Eri naOnani vakanga vafira munyika yeKenani). Vanakomana vaPerezi: Hezironi naHamuri. Viz kapitola |