Genesi 45:24 - Shona Bible 1949 revised 200224 Zvino akatendera vana vababa vake kuenda, vakabva; akati kwavari, “Chenjerai, musatukana munzira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino akatendera ʋana ʋaɓaɓa ʋake kuenda, ʋakabva; akati kwaʋari: Cenjerai, musatukana munzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Josefi akaonekana nehama dzake, asi pavakasimuka akavati, “Regai kukakavadzana munzira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Josefi akaonekana nehama dzake, asi pavakasimuka akavati, “Regai kukakavadzana munzira.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Ipapo akaendesa hama dzake uye pavakanga voenda akati kwavari, “Musakakavadzana munzira!” Viz kapitola |