Genesi 44:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Vakati kwaari, “Ko ishe wedu anotaurirei mashoko akadai? Haisa, varanda venyu havangaiti chinhu chakadai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋakati kwaari: Ko ishe weɗu unotaurirei mashoko akaɗai — Haiȿa, ʋaranda ʋenyu haʋaŋgaiti cinhu cakaɗai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Varume ava vakati, “Ko changamire, ishe wedu anotaurireiko mashoko akadaro? Isu varanda venyu hatingaite chinhu chakadaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Varume ava vakati, “Ko changamire, ishe wedu anotaurireiko mashoko akadaro? Isu varanda venyu hatingaite chinhu chakadaro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi ivo vakati kwaari, “Seiko ishe wangu achitaura zvinhu zvakadai? Ngazvive kure navaranda venyu kuti vaite chinhu chakadaro! Viz kapitola |