Genesi 44:31 - Shona Bible 1949 revised 200231 vachati kana vachiona kuti mukomana asinesu, vachafa; naizvozvo varanda venyu vachaburutsira vhudzi jena romuranda wenyu, baba vedu, kuhwiro nokuchema. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 ʋacati kana ʋaciʋona kuti mukomana asinesu, ʋacafa; naiɀoɀo ʋaranda ʋenyu ʋacaɓurusira vudzi jena romuranda wenyu, ɓaɓa ʋeɗu, kubgiro nokucema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 pavanongoona kuti isu tinenge tisina mukomana iyeyu vanofa. Ivo varanda venyu tinobva takonzera kuti baba wedu, ivo muranda wenyu, vachena musoro vasvike pakufa vaine shungu mumwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 pavanongoona kuti isu tinenge tisina mukomana iyeyu vanofa. Ivo varanda venyu tinobva takonzera kuti baba wedu, ivo muranda wenyu, vachena musoro vasvike pakufa vaine shungu mumwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 vakaona kuti mukomana haapo, vachafa. Muranda wenyu achaendesa musoro wachena wababa vedu kuguva mukusuwa. Viz kapitola |