Genesi 44:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Zvino fume mangwana kwoedza varume vakatenderwa kuenda, ivo nembongoro dzavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino fume maŋgwana kwoedza ʋarume ʋakatenderwa kuenda, iʋo nemboŋgoro dzaʋo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Fume mangwana varume ava vakanzi vachienda zvavo namadhongi avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Fume mangwana varume ava vakanzi vachienda zvavo namadhongi avo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Kwakati kuchiedza, varume vaya vakaendeswa panzira yavo pamwe chete nembongoro dzavo. Viz kapitola |