Online Bible

- Reklamy -




Genesi 44:28 - Shona Bible 1949 revised 2002

28 mumwe akabva kwandiri,’ ndikati, ‘Zvirokwazvo akabvamburwa; kubva musi iwoyo handina kuzomuonazve;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 mumŋe wakabva kwandiri, ndikati: Ɀirokwaɀo wakabvamburwa; kubva musi iwoyo handina‐kuzomuʋona ɀe;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 mumwe akandisiya, ndikati akaparadzwa nezvikara chete kubvira ipapo handina kuzombomuonazve.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 mumwe akandisiya, ndikati akaparadzwa nezvikara chete kubvira ipapo handina kuzombomuonazve.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Mumwe wavo akabva kwandiri, uye ndikati, “Zvirokwazvo akabvamburwa-bvamburwa.” Uye handina kuzomuona kubvira ipapo.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 44:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy