Online Bible

- Reklamy -




Genesi 44:23 - Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvino makati kuvaranda venyu, ‘Kana mun'una wenyu worugotwe asingaburuki nemi, hamungaonizve chiso changu.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino makati kuʋaranda ʋenyu: Kana munuŋuna wenyu worugotwe asiŋgaɓuruki nemi, hamuŋgaʋoni ɀe ciso caŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Ipapo makatitaurira isu varanda venyu kuti, ‘Kana munun'una wenyu wokupedzesera asina kuuya nemi, handidi kana kukuonai pano pandiri.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Ipapo makatitaurira isu varanda venyu kuti, ‘Kana munun'una wenyu wokupedzesera asina kuuya nemi, handidi kana kukuonai pano pandiri.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Asi imi makati kuvaranda venyu, ‘Kunze kwokunge mauya nomununʼuna wenyu gotwe, hamungazooni chiso changu.’

Viz kapitola kopírovat




Genesi 44:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy