Genesi 44:20 - Shona Bible 1949 revised 200220 Isu tikati kuna ishe wedu, ‘Tina baba vavamutana, vanomwana woutana hwavo, achiri muduku hake; mukoma wake akafa, iye akasara ari oga, mwana wamai vake, baba vake vanomuda.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Isu tikati kunashe weɗu: Tinaɓaɓa ʋaʋa mutana, ʋanomŋana woʋutana bgaʋo, uciri muɗuku hake; mukoma wake wakafa, iye wakasara ari oga, mŋana wamai ʋake, ɓaɓa ʋake ʋanomuɗa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Isu ndokuti kwamuri changamire, ‘Tina baba vedu vave harahwa. Tine munun'una wedu akaberekwa baba vedu vatokwegura, asi mukoma wake akafa. Zvino uyu ndiye angosara ari oga mumba mamai vake. Baba vake vanomuda.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Isu ndokuti kwamuri changamire, ‘Tina baba vedu vave harahwa. Tine munun'una wedu akaberekwa baba vedu vatokwegura, asi mukoma wake akafa. Zvino uyu ndiye angosara ari oga mumba mamai vake. Baba vake vanomuda.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Uye isu takapindura tikati, ‘Tina baba vava vatana, uye pano mukomana muduku akaberekwa pautana hwavo. Mukoma wake akafa, uye ndiye oga asara mwanakomana wamai vake, uye baba vake vanomuda.’ Viz kapitola |