Genesi 44:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 Ishe wangu akabvunza varanda vake, achiti, ‘Muna baba here, kana mun'una?’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ishe waŋgu wakabvunza ʋaranda ʋake, aciti: Munaɓaɓa here, kana munuŋuna? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Changamire, ndimi makatibvunza muchiti, ‘Muna baba here? Muno munun'una here?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Changamire, ndimi makatibvunza muchiti, ‘Muna baba here? Muno munun'una here?’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ishe wangu akabvunza varanda vake akati, ‘Muna baba kana mununʼuna here?’ Viz kapitola |