Genesi 43:29 - Shona Bible 1949 revised 200229 Iye akasimudza meso ake, akaona Bhenjamini, mun'una wake, mwanakomana wamai vake, akati, “Ndiye here mun'una wenyu muduku worugotwe, wamakandiudza?” Akati, “Mwari ngaave nenyasha newe, mwana wangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Iye akasimudza meso ake, akaʋona Benjamini, munuŋuna wake, mŋanakomana wamai ʋake, akati: Ndiye here munuŋuna wenyu muɗuku, worugotwe, wamakandiʋudza — Akati: Mŋari ŋgaaʋe nenyasha newe, mŋana waŋgu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Josefi akatarisa ndokuona Bhenjamini munun'una wake, buda ndibudewo naye akati, “Saka uyu ndiye munun'una wenyu wokupedzesera wamakandiudza nhai? Mwari ngaakunzwire nyasha mwanangu!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Josefi akatarisa ndokuona Bhenjamini munun'una wake, buda ndibudewo naye akati, “Saka uyu ndiye munun'una wenyu wokupedzesera wamakandiudza nhai? Mwari ngaakunzwire nyasha mwanangu!” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Paakatarisa-tarisa akaona mununʼuna wake Bhenjamini, mwanakomana wamai vake chaiye, akabvunza akati, “Uyu ndiye mununʼuna wenyu gotwe, wamakandiudza nezvake here?” Uye akati, “Mwari akuitire nyasha, mwanakomana wangu.” Viz kapitola |