Online Bible

- Reklamy -




Genesi 43:17 - Shona Bible 1949 revised 2002

17 Murume uyo akaita sezvaakaudzwa naJosefa; murume uyo akaisa varume avo mumba maJosefa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Murume uyo akaita seɀaakaʋudzwa naJosefa; murume uyo akaisa ʋarume aʋo mumba maJosefa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Mutariri uyu akaita zvaakaudzwa naJosefi, ndokuenda navo kumba kwaJosefi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Mutariri uyu akaita zvaakaudzwa naJosefi, ndokuenda navo kumba kwaJosefi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Varume vakaita sezvavakanga vaudzwa naJosefa vakabva vatora varume vaya vakaenda navo kumba kwaJosefa.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 43:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy