Online Bible

- Reklamy -




Genesi 42:29 - Shona Bible 1949 revised 2002

29 Vakasvika kuna baba vavo panyika yeKenani, vakavaudza zvose zvakanga zvavawira;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ʋakaȿika kunaɓaɓa ʋaʋo panyika yeKanani, ʋakaʋaʋudza ɀose ɀakaŋga ɀaʋawira;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Pavakasvika kuna baba wavo Jakobho kuKanani vakavarondedzera zvose zvakanga zvaitika kwavari vachiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Pavakasvika kuna baba wavo Jakobho kuKanani vakavarondedzera zvose zvakanga zvaitika kwavari vachiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Pavakasvika kuna baba vavo Jakobho munyika yeKenani, vakamuudza zvakanga zvaitika kwavari. Vakati,

Viz kapitola kopírovat




Genesi 42:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy