Genesi 42:27 - Shona Bible 1949 revised 200227 Zvino mumwe wavo akati achisunungura homwe yake, kuti ape mbongoro yake zvokudya pavakavata usiku, akawana mari yake; heyo yakanga iri mumuromo wehomwe yake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino mumŋe waʋo wakati acisunuŋgura homo yake, kuti ape mboŋgoro yake ɀokudya paʋakaʋata ʋusiku, akawana mari yake; heyo yakaŋga iri mumuromo wehomo yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Kuzoti vasvika pavakarara, mumwe wavo akasunungura tsapo yake kuti ape dhongi rake zvokudya, wanei mari yake iri pamuromo wetsapo yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Kuzoti vasvika pavakarara, mumwe wavo akasunungura tsapo yake kuti ape dhongi rake zvokudya, wanei mari yake iri pamuromo wetsapo yake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Panzvimbo yavakavata usiku, mumwe wavo akazarura saga rake kuti atorere mbongoro yake zvokudya, akaona mari yake pamuromo wesaga rake. Viz kapitola |