Online Bible

- Reklamy -




Genesi 42:23 - Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvino vakanga vasingazivi kuti Josefa anonzwisisa, nokuti kwanga kuine mupinduri pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino ʋakaŋga ʋasiŋgaziʋi kuti Josefa unonzwisisa, nokuti kwaŋga kunomupinduri pakati paʋo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Vakanga vasingazivi kuti Josefi ainzwa zvavaitaurirana nokuti Josefi akanga achiturikirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Vakanga vasingazivi kuti Josefi ainzwa zvavaitaurirana nokuti Josefi akanga achiturikirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Havana kuziva kuti Josefa aigona kuvanzwisisa, sezvo akanga achishandisa mududziri.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 42:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy