Genesi 42:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 Tiri vanakomana vomunhu mumwe chete tose; tiri vanhu vakatendeka, varanda venyu havazi vashori”; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Tiri ʋanakomana ʋomunhu mumŋe cete tose; tiri ʋanhu ʋakatendeka, ʋaranda ʋenyu haʋazi ʋashori; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Tose tiri vana vomunhu mumwechete. Tiri vanhu vakavimbika. Isu varanda venyu hatisiri vasori kwete.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Tose tiri vana vomunhu mumwechete. Tiri vanhu vakavimbika. Isu varanda venyu hatisiri vasori kwete.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Isu tose tiri vanakomana vomunhu mumwe. Varanda venyu vakatendeka, havasi vasori.” Viz kapitola |