Genesi 42:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jakobho akaona kuti zviyo zviripo muIjipiti, Jakobho akati kuvanakomana vake, “Munotarirana neiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jakobo wakaʋona kuti ɀiyo ɀiri’po muEgipita, Jakobo akati kuʋanakomana ʋake: Munotarirana neiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jakobho paakazviziva kuti kuIjipiti kune mbesanwa, akabvunza vana vake achiti, “Maita seiko kungotarisana kudai? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jakobho paakazviziva kuti kuIjipiti kune mbesanwa, akabvunza vana vake achiti, “Maita seiko kungotarisana kudai? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jakobho akati anzwa kuti kuIjipiti kwaiva nezviyo, akati kuvanakomana vake, “Seiko muchiramba makangotarisana?” Viz kapitola |