Genesi 41:50 - Shona Bible 1949 revised 200250 Zvino gore renzara risati rasvika, Josefa akaberekerwa vanakomana vaviri, vaakaberekerwa naAsenati, mukunda waPotifari, mupristi weOni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Ɀino gore renzara risati raȿika, Josefa wakaɓerekerwa ʋanakomana ʋaʋiri, ʋaakaɓerekerwa naAsenati, mukunda waPotifera, muprista weOni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Makore enzara asati asvika, Josefi akaita vana vakomana vaviri, vaakaberekerwa naAsenati mwana waPotifera mupristi wokuOni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona50 Makore enzara asati asvika, Josefi akaita vana vakomana vaviri, vaakaberekerwa naAsenati mwana waPotifera mupristi wokuOni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Makore enzara asati asvika, Josefa akanga aberekerwa vanakomana vaviri naAsenati mwanasikana waPotifera, muprista waOni. Viz kapitola |