Online Bible

- Reklamy -




Genesi 41:49 - Shona Bible 1949 revised 2002

49 Josefa akaviga zviyo, zvikaita sejecha regungwa, zvizhinji-zhinji, kusvikira akarega kuzviverenga; nokuti zvakanga zvisingagoni kuverengwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

49 Josefa akaʋiga ɀiyo, ɀikaita sejeca reguŋgwa, ɀizhinji‐zhinji, kuȿikira akarega kuɀiʋereŋga; nokuti ɀakaŋga ɀisiŋgagoni kuʋereŋgwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

49 Saizvozvo Josefi akaunganidza mbesanwa zhinji kwazvo, dzakawanda sejecha regungwa kusvikira arega zvokuverenga mbesanwa dzacho nokuti dzakanga dzawandisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

49 Saizvozvo Josefi akaunganidza mbesanwa zhinji kwazvo, dzakawanda sejecha regungwa kusvikira arega zvokuverenga mbesanwa dzacho nokuti dzakanga dzawandisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

49 Josefa akaunganidza zviyo zvakawanda kwazvo, sejecha regungwa; zvakanga zvakawanda zvokuti haana kuzokwanisa kuzvinyora nokuti zvakanga zvisisagoni kuyerwa.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 41:49

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy