Genesi 41:48 - Shona Bible 1949 revised 200248 Akaunganidza zvokudya zvose zvamakore manomwe, akanga aripo panyika yeIjipiti, akaviga zvokudya mumaguta; zvokudya zveminda yakanga yakapoteredza guta rimwe nerimwe, akazvivigamo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Akaʋuŋganidza ɀokudya ɀose ɀamakore manomŋe, akaŋga ari’po panyika yeEgipita, akaʋiga ɀokudya mumaguta; ɀokudya ɀeminda yakaŋga yakapoteredza guta rimŋe nerimŋe, wakaɀiʋiga’mo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Josefi akaunganidza zvokudya zvose zvamakore manomwe amaguta munyika yeIjipiti achiunganidza zvokudya izvo. Muguta rimwe nerimwe aitutira mbesa dzaikohwiwa muminda yakapoteredza guta racho iroro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona48 Josefi akaunganidza zvokudya zvose zvamakore manomwe amaguta munyika yeIjipiti achiunganidza zvokudya izvo. Muguta rimwe nerimwe aitutira mbesa dzaikohwiwa muminda yakapoteredza guta racho iroro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Josefa akaunganidza zvokudya zvose zvakawanikwa mumakore manomwe aya amaguta muIjipiti akazviunganidza mumaguta. Muguta rimwe nerimwe akaisa zvokudya zvaibva muminda yakapoteredza. Viz kapitola |