Genesi 41:45 - Shona Bible 1949 revised 200245 Farao akatumidza Josefa zita rinonzi Zafanatipanea; akamupa Asenati, mukunda waPotifari, mupristi weOni, kuti ave mukadzi wake. Josefa akabuda, akafamba nenyika yose yeIjipiti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Farao akatumidza Josefa zita rinonzi Zafanati‐panea; akamupa Asenati, mukunda waPotifera, muprista weOni, aʋe mukadzi wake. Josefa akaɓuɗa, akafamba nenyika yose yeEgipita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Farao akatumidza Josefi zita rokuti Zafenatipanea, akamupawo mukadzi ainzi Asinati, mwana waPotifera mupristi weguta reOni. Naizvozvo Josefi akabuda akafamba neIjipiti achiona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Farao akatumidza Josefi zita rokuti Zafenatipanea, akamupawo mukadzi ainzi Asinati, mwana waPotifera mupristi weguta reOni. Naizvozvo Josefi akabuda akafamba neIjipiti achiona. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Faro akatumidza Josefa zita rokuti Zafenati-Panea uye akamupa Asenati mwanasikana waPotifera, muprista waOni, kuti ave mukadzi wake. Uye Josefa akafamba munyika yose yeIjipiti. Viz kapitola |