Genesi 41:44 - Shona Bible 1949 revised 200244 Farao akati kuna Josefa, “Ndini Farao, asi kunze kwako hapana munhu achasimudza ruoko rwake kana rutsoka rwake panyika yose yeIjipiti.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Farao akati kunaJosefa: Ndini Farao, asi kunze kwako hapanomunhu ucasimudza ruʋoko rwake kana rutsoka rwake panyika yose yeEgipita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Farao akatiwo kuna Josefi, “Ini ndini mambo munyika yose yeIjipiti. Hapana munhu achaita chinhu kunyange chipi zvacho asina kubvumirwa newe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Farao akatiwo kuna Josefi, “Ini ndini mambo munyika yose yeIjipiti. Hapana munhu achaita chinhu kunyange chipi zvacho asina kubvumirwa newe.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Ipapo Faro akati kuna Josefa, “Ndini Faro, asi pasina shoko rawataura iwe hakuna munhu achasimudza ruoko rwake kana rutsoka rwake munyika yose yeIjipiti.” Viz kapitola |