Online Bible

- Reklamy -




Genesi 41:35 - Shona Bible 1949 revised 2002

35 Ngaaunganidze zvokudya zvose zvamakore iwayo akanaka anouya, avige zviyo nomurayiro waFarao, zvive zvokudya mumaguta; vazvichengete.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Ŋgaʋaʋuŋganidze ɀokudya ɀose ɀamakore iwayo akanaka anoʋuya, ʋaʋige ɀiyo nomurairo waFarao, ɀiʋe ɀokudya mumaguta; ʋaɀiceŋgete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Ngavaunganidze zvokudya zvose zvamakore akanaka achauya, vazvitutire pamunenge mavarayira, vazvichengetere mumaguta mavanogara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Ngavaunganidze zvokudya zvose zvamakore akanaka achauya, vazvitutire pamunenge mavarayira, vazvichengetere mumaguta mavanogara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Vanofanira kuunganidza zvokudya zvose zvamakore aya akanaka ari kuuya uye vagochengeta zviyo pasi pesimba raFaro, zvinofanira kuchengetwa kuti zvizove zvokudya.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 41:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy