Genesi 41:20 - Shona Bible 1949 revised 200220 Zvino mhou idzodzo dzakaonda, dzakaipa, dzikadya, mhou dziya dzakakora dzokutanga; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino mhou idzo dzakawonda, dzakaipa, dzikadya mhou dziya dzakakora dzokutaŋga; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mhou dzakaondoroka dziye dzakadya mhou dzakakora dziya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Mhou dzakaondoroka dziye dzakadya mhou dzakakora dziya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Mhou dzakaonda uye dzakashata dzakadya mhou nomwe dziya dzakakora dzakanga dzatanga kuuya. Viz kapitola |