Genesi 40:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Akavasunga kuti vachengetwe mumba momukuru wavarindi, mutorongo, pakanga pakasungwa Josefa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Akaʋasuŋga kuti ʋaceŋgetwe mumba momukuru waʋarindi, mutoroŋgo, pakaŋga pakasuŋgwa Josefa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akavasunga akavapfigira mumba yomukuru mukuru wavachengeti vokwamambo, mujeri makanga makaiswawo Josefi muya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Akavasunga akavapfigira mumba yomukuru mukuru wavachengeti vokwamambo, mujeri makanga makaiswawo Josefi muya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 akaita kuti vachengetwe mumba yomukuru wavarindi, mutorongo rimwe chetero makanga makapfigirwa Josefa. Viz kapitola |