Genesi 40:21 - Shona Bible 1949 revised 200221 akadzosera mukuru wavadiri kubasa rake rokudira kwake, akapa mukombe waFarao muruoko rwaFarao; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 akadzosera mukuru waʋaɗiri kuɓasa rake rokuɗira kwake, akapa mukombe waFarao muruʋoko rwaFarao; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mukuru mukuru wokuona nezvewaini akadzorerwa pabasa rake rakare rokugamuchidza mambo waini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Mukuru mukuru wokuona nezvewaini akadzorerwa pabasa rake rakare rokugamuchidza mambo waini. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Akadzosera mudiri mukuru pabasa rake, zvokuti akaisazve mukombe muruoko rwaFaro, Viz kapitola |