Genesi 40:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 mazuva matatu agere kupera, Farao achasimudza musoro wako akaubvisa pamusoro pako, akusungirire pamuti; shiri dzichadya nyama yako dzichiibvisa kwauri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 mazuʋa matatu agere kupera, Farao ucasimudza musoro wako akaubvisa pamsoro pako, akusuŋgirire pamuti; shiri dzicadya nyama yako, dziciibvisa kwauri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kana mazuva matatu apera, Farao achatonga mhosva yenyu, agokusungirirai mumuti shiri dzichizodya mutumbi wenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Kana mazuva matatu apera, Farao achatonga mhosva yenyu, agokusungirirai mumuti shiri dzichizodya mutumbi wenyu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Mukati mamazuva matatu, Faro achasimudza musoro wako kubva pauri agokuturika pamuti. Uye shiri dzichadya nyama yako.” Viz kapitola |