Genesi 40:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 ukaita sokutumbuka, ukabudisa maruva; masumbu awo akabereka mazambiringa akaibva; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 ukaita sokutumbuka, ukaɓuɗisa maruʋa; masumbu awo akaɓereka mazambiriŋga akaibva; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mugirepisi wacho wanga una mapazi matatu. Pawangoti bukirei, wabva waburitsa tumaruva. Matsumbu awo akabva aita magirepisi akaibva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mugirepisi wacho wanga una mapazi matatu. Pawangoti bukirei, wabva waburitsa tumaruva. Matsumbu awo akabva aita magirepisi akaibva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 uye mumuzambiringa manga mune matavi matatu. Wati uchangobuka, waita maruva, uye masumbu awo aibva akava mazambiringa. Viz kapitola |