Genesi 4:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 asi Kaini nechipiriso chake haana kumugamuchira. Ipapo Kaini akatsamwa kwazvo, chiso chake chikaunyana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 asi Kaini necipiriso cake haana‐kucigamucira. Ipapo Kaini akatsamŋa kwaɀo, ciso cake cikawunyana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi haana kufadzwa naKaini kana nomupiro wake. Kaini akatsamwa zvikuru akafundumwara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi haana kufadzwa naKaini kana nomupiro wake. Kaini akatsamwa zvikuru akafundumwara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 asi Kaini nechipiriso chake haana kumugamuchira. Saka Kaini akatsamwa zvikuru, uye chiso chake chikaunyana. Viz kapitola |