Online Bible

- Reklamy -

Genesi 4:23 - Shona Bible 1949 revised 2002

23 Rameki akati kuvakadzi vake; “Adha naZira, inzwai izwi rangu, Imi vakadzi vaRameki, teererai zvandinotaura; Nokuti ndinouraya munhu unondikuvadza, Nejaya rinondipwanya;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Rameki akati kuʋakadzi ʋake: Ada naZira, inzwai inzwi raŋgu; Imi ʋakadzi ʋaRameki, tererai ɀandinotaura; Nokuti ndinoʋuraya munhu unondikuʋadza, Nejaya rinondipxanya;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Rameki akati kumadzimai ake: “Adha naZira, ndinzwei. Imi vakadzi vaRameki teererai zvandava kureva. Ini pachangu ndakauraya murume akandikuvadza, kunyange iye akandidenha aiva chigwindiri chaicho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Rameki akati kumadzimai ake: “Adha naZira, ndinzwei. Imi vakadzi vaRameki teererai zvandava kureva. Ini pachangu ndakauraya murume akandikuvadza, kunyange iye akandidenha aiva chigwindiri chaicho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Rameki akati kuvakadzi vake, “Adha naZira, nditeererei; imi vakadzi vaRameki, inzwai mashoko angu. Ndauraya munhu nokuti andikuvadza, nejaya nokuti randipwanya.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 4:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy