Online Bible

- Reklamy -




Genesi 4:17 - Shona Bible 1949 revised 2002

17 Kaini akaziva mukadzi wake, akatora mimba, akapona Enoki; akavaka guta, akatumidza guta zita romwanakomana wake Enoki.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Kaini akaziʋa mukadzi wake, akatora mimba, akapona Enoki; akaʋaka guta, akatumidza guta zita romŋanakomana wake Enoki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Kaini akasangana nomudzimai wake. Mudzimai wake akabva ava napamuviri ndokubereka Enoki. Akavaka guta akaritumidza zita romwana wake rokuti Enoki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Kaini akasangana nomudzimai wake. Mudzimai wake akabva ava napamuviri ndokubereka Enoki. Akavaka guta akaritumidza zita romwana wake rokuti Enoki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Kaini akarara nomukadzi wake, akava nemimba akamuberekera Enoki. Ipapo Kaini akanga achivaka guta, uye akaritumidza zita romwanakomana wake Enoki.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 4:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy