Genesi 39:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Josefa akawana nyasha kwaari, akamubatira; iye akamuita mutariri weimba yake; zvose zvaakanga anazvo akazviisa pamaoko ake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Josefa akawana nyasha kwaari, akamuɓatira; iye akamuita mutariri weimba yake; ɀose ɀaakaŋga anaɀo akaɀiisa pamaʋoko ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Potifari akafadzwa naJosefi. Akamuita mutariri wezvemba yake zvose, akaturirawo mumaoko ake zvose zvaaiva nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Potifari akafadzwa naJosefi. Akamuita mutariri wezvemba yake zvose, akaturirawo mumaoko ake zvose zvaaiva nazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Josefa akawana nyasha pamberi pake uye akava mubatiri wake. Potifa akamuita kuti ave mutariri weimba yake, uye akamuita muchengeti wezvinhu zvose zvakanga zviri zvake. Viz kapitola |