Genesi 39:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 Mutariri wetorongo akapa mumaoko aJosefa vasungwa vose vakanga vari mutorongo; iye akanga ari muiti wezvose zvaiitwamo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Mutariri wetoroŋgo akapa mumaʋoko aJosefa ʋasuŋgwa ʋose ʋakaŋga ʋari mutoroŋgo; iye wakaŋga ari muiti weɀose ɀaiitwa’mo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mutariri wejeri akaisa vasungwa vose vakanga vari mujeri mumaoko aJosefi. Zvose zvaiitwa mujeri zvaitariswawo naJosefi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mutariri wejeri akaisa vasungwa vose vakanga vari mujeri mumaoko aJosefi. Zvose zvaiitwa mujeri zvaitariswawo naJosefi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Saka mutariri womutorongo akaita kuti Josefa ave mutariri wavose vaiva vakabatwa mutorongo, uye ndiye aiona nezvose zvaiitwa imomo. Viz kapitola |