Genesi 39:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Jehovha zvino akanga ana Josefa, akaramba achikwirira; akagara mumba matenzi wake muIjipiti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Jehova ɀino wakaŋga anaJosefa, akaramba acikwirira; akagara mumba matenzi wake, muEgipita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Tenzi aiva naJosefi. Naizvozvo akabudirira kwazvo agere mumba matenzi wake wechiIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Tenzi aiva naJosefi. Naizvozvo akabudirira kwazvo agere mumba matenzi wake wechiIjipiti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Jehovha akanga ana Josefa uye akaita kuti abudirire, uye aigara mumba momuIjipita, tenzi wake. Viz kapitola |