Genesi 39:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Akachengeta nguo yake kusvikira tenzi wake achipinda mumba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akaceŋgeta ŋguʋo yake kuȿikira tenzi wake acipinda mumba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mudzimai uyu akachengeta hanzu yaJosefi kusvikira tenzi wake vadzokera kumba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Mudzimai uyu akachengeta hanzu yaJosefi kusvikira tenzi wake vadzokera kumba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Akachengeta jasi rake parutivi pake kusvikira tenzi wake auya kumba. Viz kapitola |