Genesi 39:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Zvino akati achiona kuti asiya nguo yake muruoko rwake, atiza, aenda, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino wakati aciʋona kuti wasiya ŋguʋo yake muruʋoko rwake, atiza, aenda, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mudzimai uyu paakaona kuti Josefi apukunyura akasiya hanzu yake muruoko rwake achitizira panze, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mudzimai uyu paakaona kuti Josefi apukunyura akasiya hanzu yake muruoko rwake achitizira panze, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Akati aona kuti asiya jasi rake muruoko rwake uye kuti akanga abuda kunze kwemba, Viz kapitola |