Genesi 38:29 - Shona Bible 1949 revised 200229 Zvino uyu akati adzosera ruoko rwake, mun'una wake akabuda; ivo vakati, “Wazvipasanurira seiko?” Naizvozvo akamutumidza zita rinonzi Perezi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino uyu wakati adzosera ruʋoko rwake, munuŋuna wake akaɓuɗa; iʋo ʋakati: Waɀipasanurira seiko — Naiɀoɀo akamutumidza zita rinonzi Perezi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Asi mwana uyu akadzosera ruoko rwake mukati, akanga ari mukati akabva abuda. Vanyamukuta ava ndokubva vati, “Inga wazvipeurira nzira yako!” Ndokusaka akatumidzwa zita rokuti Ferezi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Asi mwana uyu akadzosera ruoko rwake mukati, akanga ari mukati akabva abuda. Vanyamukuta ava ndokubva vati, “Inga wazvipeurira nzira yako!” Ndokusaka akatumidzwa zita rokuti Ferezi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Asi akati adzosera ruoko rwake mukati, mununʼuna wake akabuda, uye vakati, “Saka ndiwo mabudiro awaita nhai!” Uye akatumidzwa zita rokuti Perezi. Viz kapitola |