Genesi 38:24 - Shona Bible 1949 revised 200224 Zvino mwedzi inenge mitatu yakati yapfuura, Judha akaudzwa, zvichinzi, “Tamari, mukadzi womwanakomana wako, akaita upombwe; wava nemimba noupombwe hwake.” Judha akati, “Uyai naye, apiswe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino mŋedzi ineŋge mitatu yakati yapfuʋura, Juda akaʋudzwa, ɀicinzi: Tamari, mukadzi womŋanakomana wako, wakaita ʋupombge; waʋa nemimba noʋupombge bgake. Juda akati: Ʋuyai naye, apiswe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Kuzoti kwapera mwedzi inenge mitatu, Judha akaudzwa kuti, “Muroora wako Tamari akaita upombwe, atova napamuviri paakabata muunzenza ihwohwo.” Judha akati, “Uyai naye apiswe afe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Kuzoti kwapera mwedzi inenge mitatu, Judha akaudzwa kuti, “Muroora wako Tamari akaita upombwe, atova napamuviri paakabata muunzenza ihwohwo.” Judha akati, “Uyai naye apiswe afe.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Shure kwemwedzi inenge mitatu, Judha akaudzwa kuti, “Muroora wako Tamari ane mhosva youfeve, uye nokuda kwaizvozvo ava nemimba.” Judha akati, “Mubudisei apiswe afe!” Viz kapitola |