Genesi 38:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 Akadzokera kuna Judha, akati, “Handina kumuwana; navanhu voko vakati, ‘Kwakanga kusina chifeve pano.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Akadzokera kunaJuda, akati: Handina‐kumuwana; naʋanhu ʋoko ʋakati: Kwakaŋga kusinecifeʋe pano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Hira akadzokera kuna Judha akasvikoti, “Handina kuiona, uye vanhu vokowo vati hakugari pfambi uku.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Hira akadzokera kuna Judha akasvikoti, “Handina kuiona, uye vanhu vokowo vati hakugari pfambi uku.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Saka iye akadzokerazve kuna Judha akandoti, “Handina kumuwana. Pamusoro paizvozvo, vanhu vanogara ikoko vakati, ‘Hakuna kumbova nechifeve kuno.’ ” Viz kapitola |