Online Bible

- Reklamy -




Genesi 38:2 - Shona Bible 1949 revised 2002

2 Judha akaonapo mukunda womumwe munhu muKenani, ainzi Shua, akamutora, akapinda kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Juda akaʋona’po mukunda womumŋe munhu muKanani, wainzi Shua, akamutora, akapinda kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Ikoko Judha akaona mwanasikana womumwe murume wechiKanani ainzi Shua akabva amuroora, akagara naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Ikoko Judha akaona mwanasikana womumwe murume wechiKanani ainzi Shua akabva amuroora, akagara naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Ikoko Judha akasangana nomwanasikana womumwe murume muKenani ainzi Shua. Akamuwana uye akavata naye;

Viz kapitola kopírovat




Genesi 38:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy