Genesi 38:18 - Shona Bible 1949 revised 200218 Akati, “Ndichagokupa rubatso rweiko?” Iye akati, “Chimhete chako, norwonzi rwako, netsvimbo yako iri paruoko rwako.” Akamupa izvozvo, akapinda kwaari, akava nemimba naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Akati: Ndicagokupa ruɓatso rweiko — Iye akati: Cimhete cako, norwonzi rwako, netȿimbo yako iri paruʋoko rwako. Akamupa iɀoɀo, akapinda kwaari, akaʋa nemimba naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Judha akati, “Ndingagokupa chiiko?” Iye ndokuti, “Ndipei mhete yenyu yechidhindo netambo yayo pamwechete nomudonzvo wenyu.” Judha akamupa zvinhu izvozvo, ndokutadza zvake naye akabva ava napamuviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Judha akati, “Ndingagokupa chiiko?” Iye ndokuti, “Ndipei mhete yenyu yechidhindo netambo yayo pamwechete nomudonzvo wenyu.” Judha akamupa zvinhu izvozvo, ndokutadza zvake naye akabva ava napamuviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Iye akati, “Ndingakupa chitsidzo cheiko?” Akapindura akati, “Mhete yako yechisimbiso norutambo rwayo, netsvimbo iri muruoko rwako.” Saka akamupa izvozvo uye akavata naye, uye akava nemimba naye. Viz kapitola |