Online Bible

- Reklamy -




Genesi 38:17 - Shona Bible 1949 revised 2002

17 Akati, “Ndichakutumira mbudzana inobva kuzvipfuwo zvangu.” Akati, “Uchandipa rubatso kusvikira waituma here?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Akati: Ndicakutumira mbudzana inobva kuɀipfuwo ɀaŋgu. Akati: Ucandipa ruɓatso kuȿikira waituma here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Judha ndokuti, “Ndichasarudza mbudzana pazvipfuwo zvangu ndigokutumira.” Tamari ndokuti, “Ndipei chandinofanobata kudzamara maitumira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Judha ndokuti, “Ndichasarudza mbudzana pazvipfuwo zvangu ndigokutumira.” Tamari ndokuti, “Ndipei chandinofanobata kudzamara maitumira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Iye akati, “Ndingakupa mbudzana kubva muboka rangu rembudzi.” Iye akati, “Ungandipa chimwe chinhu here kuti chive chitsidzo kusvikira wazonditumira?”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 38:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy