Genesi 38:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 Ipapo Judha akati kuna Tamari, mukadzi womwana wake, “Chigara hako uri chirikadzi paimba yababa vako, kusvikira Shera, mwanakomana wangu, akura;” nokuti akati, “Zvimwe angafa savakoma vake.” Tamari akandogara kumba kwababa vake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo Juda akati kunaTamari, mukadzi womŋana wake: Cigara hako uri cirikadzi paimba yaɓaɓa ʋako, kuȿikira Shera, mŋanakomana waŋgu, akura; nokuti wakati: Ɀimŋe uŋgafa saʋakoma ʋake. Tamari akandogara kumba kwaɓaɓa ʋake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Judha akataura nomuroora wake Tamari achiti, “Dai machimbondogara kumusha kwababa venyu, muri chirikadzi kudai kusvikira Shera mwanakomana wangu akura.” Izvozvo Judha aifunga mumwoyo make kuti zvimwe Shera angafewo sezvakaita vakoma vake. Tamari akandogara zvake kumusha kwababa vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Judha akataura nomuroora wake Tamari achiti, “Dai machimbondogara kumusha kwababa venyu, muri chirikadzi kudai kusvikira Shera mwanakomana wangu akura.” Izvozvo Judha aifunga mumwoyo make kuti zvimwe Shera angafewo sezvakaita vakoma vake. Tamari akandogara zvake kumusha kwababa vake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo Judha akati kuna Tamari mukadzi womwana wake, “Gara hako uri chirikadzi mumba mababa vako kusvikira mwanakomana wangu Shera akura.” Nokuti akafunga kuti, “Naiye angafawo, sezvakaita madzikoma ake.” Saka Tamari akaenda akandogara mumba mababa vake. Viz kapitola |