Genesi 38:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 Nenguva iyoyo Judha akabva kuvana vababa vake, akaburuka, akatsaukira kuno mumwe murume muAdhuramu, ainzi Hira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Neŋguʋa iyo Juda wakabva kuʋana ʋaɓaɓa ʋake, akaɓuruka, akatsaukira kunomumŋe murume muAdurami, wainzi Hira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Panguva iyoyo Judha akasiya vakoma navanun'una vake akaenda kuno mumwe murume ainzi Hira wechiAdhuramu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Panguva iyoyo Judha akasiya vakoma navanun'una vake akaenda kuno mumwe murume ainzi Hira wechiAdhuramu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Panguva iyoyo, Judha akabva kuhama dzake akaburuka akandogara nomurume wokuAdhurama ainzi Hira. Viz kapitola |