Genesi 37:32 - Shona Bible 1949 revised 200232 vakatumira nguo iyo yakareba ina mavoko kuna baba vavo, vakati, “Tanonga chinhu ichi; fananidzai zvakanaka kana iri nguo yomwanakomana wenyu, kana isati iri iyo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 ʋakatumira ŋguʋo iyo yakareɓa inamaʋoko kunaɓaɓa ʋaʋo, ʋakati: Tanoŋga cinhu ici; fananidzai ɀakanaka kana iri ŋguʋo yomŋanakomana wenyu, kana isati iri iyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Vakatumira hanzu yake yemaoko marefu iya kuna baba vavo vachiti, “Onai zvatanonga izvi. Tarisaiwo muone kana iri hanzu yomwana wenyu kana kuti kwete.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Vakatumira hanzu yake yemaoko marefu iya kuna baba vavo vachiti, “Onai zvatanonga izvi. Tarisaiwo muone kana iri hanzu yomwana wenyu kana kuti kwete.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Vakatora nguo iya yakaisvonaka vakaenda nayo kuna baba vavo vakati, “Takanonga ichi. Cherechedzai muone kana ingava nguo yomwanakomana wenyu here.” Viz kapitola |