Genesi 37:30 - Shona Bible 1949 revised 200230 Akadzokera kuvanunguna vake, akati, “Mwana haachipo; ini zvino ndichaendepiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Akadzokera kuʋanuŋuna ʋake, akati: Mŋana haaci’po; ini ɀino ndicaendepiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Akadzokera kuvanun'una vake, ndokusvikoti, “Vakomana, inga mwana haasisimo mugomba. Zvino ini ndinoenda kupiko ini!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Akadzokera kuvanun'una vake, ndokusvikoti, “Vakomana, inga mwana haasisimo mugomba. Zvino ini ndinoenda kupiko ini!” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Akadzokerazve kuvanunʼuna vake akati, “Mukomana haasisimo! Zvino ndichaendepiko?” Viz kapitola |