Online Bible

- Reklamy -




Genesi 37:26 - Shona Bible 1949 revised 2002

26 Zvino Judha akati kuvana vababa vake, “Tingawaneiko kana tikauraya mun'una wedu tichivanza ropa rake?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ɀino Juda akati kuʋana ʋaɓaɓa ʋake: Tiŋgawaneiko kana tikaʋuraya munuŋuna weɗu ticiʋanza ropa rake?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Zvino Judha akati, kuvakoma navanun'una vake, “Kuuraya munun'una wedu, tichizoramba mhosva yacho kunobatsireiko?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Zvino Judha akati, kuvakoma navanun'una vake, “Kuuraya munun'una wedu, tichizoramba mhosva yacho kunobatsireiko?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Judha akati kuhama dzake, “Tichawaneiko kana tikauraya mununʼuna wedu tikafushira ropa rake?

Viz kapitola kopírovat




Genesi 37:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy