Genesi 37:23 - Shona Bible 1949 revised 200223 Zvino Josefa akati asvika kuvakoma vake, vakabvisira Josefa nguo yake, nguo iya yakanga yakareba ina maoko, yaakanga akafuka; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino Josefa wakati aȿika kuʋakoma ʋake, ʋakabvisira Josefa ŋguʋo yake, ŋguʋo iya yakaŋga yakareɓa inamaʋoko, yaakaŋga akafuka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kuzoti Josefi asvika kuvakoma vake, vakamukatanura hanzu yake aya yaakanga akapfeka, yakanga yakareba, yemaoko marefu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Kuzoti Josefi asvika kuvakoma vake, vakamukatanura hanzu yake aya yaakanga akapfeka, yakanga yakareba, yemaoko marefu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Saka Josefa akati asvika kumadzikoma ake, vakamubvisa nguo yake, iyo nguo iya yakanga yakaisvonaka, yaiva nemavara-mavara yaakanga akapfeka, Viz kapitola |