Online Bible

- Reklamy -




Genesi 37:18 - Shona Bible 1949 revised 2002

18 Ivo vakamuona achiri kure; zvino asati asvika kwavari, vakarangana kuti vamuuraye.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Iʋo ʋakamuʋona aciri kure; ɀino asati aȿika kwaʋari, ʋakaraŋgana kuti ʋamuʋuraye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Zvino vakoma vake vakamuona achiri kure, asati asvika pedyo navo, vakarangana kuti vamuuraye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Zvino vakoma vake vakamuona achiri kure, asati asvika pedyo navo, vakarangana kuti vamuuraye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Asi vakamuona achiri kure, asati asvika kwavari, vakarangana kumuuraya.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 37:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy